Matthew 5:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akashamisa muromo wake, akaʋadzidzisa, aciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akatanga kuvadzidzisa achiti:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akazarura muromo wake akavadzidzisa achiti:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akashama muromo wake, akavadzidzisa, achiti,
Shona 2009?
akashamisa muromo wake, akavadzidzisa, achiti:
Shona SUB 2002 Bible
Akashama muromo wake, akavadzidzisa achiti.