Matthew 5:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo kana iwe uciʋuya necipo cako paartari, ukaraŋgarira ipapo kuti hama yako inemhoȿa newe,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Naizvozvo kana wada kupa chipo chako paaritari, ukayeuka pakarepo kuti wakatadzira hama yako,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo kana uchindopira chipo chako paatari, ipapo ukafunga kuti hama yako ine chigumbu newe,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo kana iwe uchiuya nechipo chako paaritari, ukarangarira ipapo kuti hama yako ine mhosva newe,
Shona 2009?
Naizvozvo kana iwe uchivuya nechipo chako kuaritari, ipapo ukarangarira kuti mumwe wako une mhosva newe,
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo kana iwe uchiuya nechipo chako paatari, ukarangarira ipapo kuti hama yako ine mhosva newe,