Matthew 5:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usapika kana nomusoro wako, nokuti haugoni kushandura ruvudzi rumŋe kuti ruʋe rucena kana rutema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye usapika nomusoro wako nokuti haugoni kuita kuti bvudzi rimwe chete rive jena kana dema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usapike nomusoro wako nokuti haugoni kusandura ruvhudzi rwako kuti ruve ruchena kana rutema.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usapika kana nomusoro wako, nokuti haugoni kushandura ruvhudzi rumwe kuti ruve ruchena kana rutema.’
Shona 2009?
usapika kana nomusoro wako, nokuti haugoni kuita ruvhudzi rumwe kuti ruve ruchena kana rutema.
Shona SUB 2002 Bible
Usapika kana nomusoro wako, nokuti haugoni kushandura ruvhudzi rumwe kuti ruve ruchena kana rutema.’