Matthew 5:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makanzwa kuti ɀakanzi: Ziso rinotsibga neziso, zino nezino.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ziso rinotsiviwa neziso, uye zino rinotsiviwa nezino.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Makanzwa kuti zvakanzi ziso rinofanira kutsiviwa neziso zino richitsiviwa nezino.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ziso rinotsihwa neziso, zino nezino.’
Shona 2009?
Makanzwa kuti zvakanzi, ziso \add rinotsihwa\add* neziso, zino nezino.
Shona SUB 2002 Bible
“Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ziso rinotsihwa neziso, zino nezino.’