Matthew 5:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unokumbira kwauri umupe, usafuratira unoɗa kukwereta kwauri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana munhu akakukumbira chinhu, mupe, uye usafuratira munhu anoda kukwereta kwauri.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anokukumbira, mupe. Usanyime uyo anoda kukukwereta.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Anokumbira kwauri mupe, usafuratira anoda kukwereta kwauri.
Shona 2009?
Ipa unokumbira kwauri, usafuratira unoda kukwereta kwauri.
Shona SUB 2002 Bible
“Anokumbira kwauri mupe, usafuratira anoda kukwereta kwauri.