Matthew 5:43 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makanzwa kuti ɀakanzi: Uɗe wokwako, uʋeŋge muʋeŋgi wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ida wokwako, uvenge muvengi wako.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ida mumwe wako uvenge muvengi wako.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ida wokwako, venga muvengi wako.’
Shona 2009?
Makanzwa kuti zvakanzi: Ude wokwako, uvenge muvengi wako;
Shona SUB 2002 Bible
“Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ida wokwako, venga muvengi wako.’