Matthew 5:48 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo muʋe ʋakakwana, saƋaɓa ʋenyu ʋari kuɗeŋga ʋakakwana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo, ivai vakakwana, sezvo Baba venyu vari kudenga vari vakakwana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nezvo imi munofanira kuva vakaruramisisa sezvakangoita Baba venyu vokudenga vakaruramisisa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo muve vakakwana, saBaba venyu vari kudenga vakakwana.
Shona 2009?
Naizvozvo muve vakakwana saBaba venyu vari kudenga vakakwana.
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo muve vakakwana, saBaba venyu vari kudenga vakakwana.