Matthew 5:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaropafadzwa ʋanenzara nenyota yokururama; nokuti ʋacagutiswa kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaropafadzwa avo vane nzara nenyota yokuita zvakarurama nokuti vachagutswa kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakakomborerwa zvavo vane nzara nenyota yoururami nokuti vachagutswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vakaropafadzwa vane nzara nenyota yoururami; nokuti vachagutiswa.
Shona 2009?
Vakaropafadzwa vanenzara nenyota yokururama; nokuti vachagutiswa.
Shona SUB 2002 Bible
“Vakaropafadzwa vane nzara nenyota yoururami; nokuti vachagutiswa.