Matthew 6:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Regai kutiisa pakuidzwa, asi mutirwirei panowakaipa. [Nokuti ʋushe ndobgenyu, nesimba, nokubginya, nokusiŋgaperi. Ameni.]
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tibatsirei kuti tisapinda mukuedzwa, uye mutinunure kubva kuno wakaipa.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musatirege tichipinda muchiedzo. Asi tinunureiwo kune zvakaipa. ’ Nokuti umambo ndowenyu, nesimba nembiri, narini narini. Ameni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musatirege tichiedzwa, asi mutinunurei pane zvakaipa. (Nokuti ushe ndohwenyu, nesimba nokubwinya, nokusingaperi. Ameni)’
Shona 2009?
uye regai kutipinza pakuidzwa, asi mutisunungure panezvakaipa. Nokuti ushe ndohwenyu, nesimba nokubwinya nokusingaperi. Ameni.
Shona SUB 2002 Bible
Musatirege tichiedzwa, asi mutinunure pane zvakaipa. (Nokuti ushe ndohwenyu, nesimba nokubwinya, nokusingaperi. Ameni)’