Matthew 6:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi ndinoti kwamuri, kuti kunyaŋge naSoromoni pakubginya kwake kwose, haana‐kushoŋgedzwa serimŋe rawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ndinokuudzai kuti kunyange naSoromoni mukubwinya kwake kwose, haana kumboshonga serimwe ramaruva aya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ndinoti kwamuri kunyange Soromoni pachake nembiri yake yose iya, akanga asina kushongedzwa serimwe raiwaya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi ndinoti kwamuri, kuti kunyange naSoromoni pakubwinya kwake kwose, haana kushongedzwa serimwe rawo.
Shona 2009?
Asi ndinoti kwamuri: Kunyange naSoromoni pakubwinya kwake kose haana kushongedzwa serimwe rawo.
Shona SUB 2002 Bible
asi ndinoti kwamuri, kuti kunyangwe naSoromoni pakubwinya kwake kwose, haana kushongedzwa serimwe rawo.