Matthew 7:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti suʋo rakamanikana, nenzira inhete, inoenda kuʋupenyu, ʋanoiwana ʋashoma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi suo duku nenzira yakamanikana ndizvo zvinotungamirira kuupenyu, uye vashoma chete, ndivo vanozviwana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi isuo rakamanikana uye nzira yacho yakaoma inoendesa kuupenyu, vanoiwana vacho vashoma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti suo rakamanikana, nenzira inhete, inoenda kuhupenyu, uye vanoiwana vashoma.
Shona 2009?
Nokuti suvo rakamanikana nenzira nhete inoenda kuupenyu, vanoiwana vashoma.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti suwo rakamanikana, nenzira inhete, inoenda kuupenyu, uye vanoiwana vashoma.