Matthew 7:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muti wakanaka hauŋgaɓereki ɀiɓereko ɀakaipa, nomuti wakaipa hauŋgaɓereki ɀiɓereko ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muti wakanaka haungabereki michero yakaipa, nemuti wakaipa haungabereki michero yakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muti wakanaka haungabereki muchero wakaipa; mutiwo wakaipa haungabereki muchero wakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Muti wakanaka haungabereki michero yakaipa, nomuti wakaipa haungabereki michero yakanaka.
Shona 2009?
muti wakanaka haungabereki zvibereko zvakaipa nomuti wakaipa haubereki zvibereko zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
“Muti wakanaka haungabereki michero yakaipa, nomuti wakaipa haungabereki michero yakanaka.