Matthew 7:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti nokutoŋga kwamunotoŋga nako, mucatoŋgwa nako, neciyero camunoyera naco, mucayerwa naco.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti nzira yaunotonga nayo vamwe ndiyo yauchatongwa nayo, uye chiero chaunoshandisa ndicho chichashandiswa kwauri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwero wamunoera nawo, ndiwo mwero wamuchaererwawo nawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti kutonga kwamunotonga nako, muchatongwa nako, nechiero chamunoera nacho, muchaerwa nacho.
Shona 2009?
nokuti nokutonga kwamunotonga nako, muchatongwa nako; nechiyero chamunoyera nacho, muchayerwa nachovo.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti kutonga kwamunotonga nako, muchatongwa nako, nechiero chamunoera nacho, muchaerwa nacho.