Matthew 7:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu wakati apedza mashoko iwaya, ʋanhu ʋazhinji ʋakashamiswa nokudzidzisa kwake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati apedza kutaura zvinhu izvi vazhinji vaivapo vakashamiswa nokudzidzisa kwake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu paakangopedza mashoko aya gungano riya ravanhu rakashamiswa norudzidziso rwake
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati apedza mashoko iwaya, vanhu vazhinji vakashamiswa nokudzidzisa kwake;
Shona 2009?
Jesu wakati apedza mashoko iwawa, vanhu vazhinji vakashamiswa nedzidziso yake.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati apedza mashoko iwaya, vanhu vazhinji vakashamiswa nokudzidzisa kwake;