Matthew 7:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti mumŋe nomumŋe unokumbira unopiwa; unotȿaka unowana; unogogodza unozarurirwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti munhu wose anokumbira anopiwa, anotsvaka anowana; uye anogogodza anozarurirwa musiwo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti wose anokumbira anopiwa. Anotsvaka anowana. Uye unogogodza achazarurirwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti mumwe nomumwe anokumbira anopiwa; anotsvaka aNowana; anogogodza anozarurirwa.
Shona 2009?
Nokuti mumwe nomumwe unokumbira unogamuchira, nounotsvaka unowana, nounogogodza unozarurirwa.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti mumwe nomumwe anokumbira anopiwa; anotsvaka anowana; anogogodza anozarurirwa.