Matthew 7:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu ndoupiko kwamuri, kana mŋanakomana wake akakumbira ciŋgwa, uŋgamupa ibge?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndiani pakati penyu angati kana mwanakomana wake akamukumbira chingwa, omupa ibwe?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti ndiani wenyu anoti kana mwana wake amukumbira chingwa, anomupa dombo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu ndoupiko kwamuri, kana mwanakomana wake akakumbira chingwa, angamupa ibwe?
Shona 2009?
Kana ndoupiko munhu kwamuri, kana mwanakomana wake akakumbira chingwa, unomupa ibwe?
Shona SUB 2002 Bible
Munhu ndoupiko kwamuri, kana mwanakomana wake akakumbira chingwa, angamupa ibwe?