Matthew 8:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati aɓuruka pagomo, ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakamuteʋera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati aburuka kubva mugomo, vanhu vazhinji vakamutevera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu paakaburuka mugomo muya, vanhu vazhinji zhinji vakamutevera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati aburuka pagomo, vanhu vazhinji-zhinji vakamutevera.
Shona 2009?
Wakati aburuka mugomo, chaunga chikuru chikamutevera.
Shona SUB 2002 Bible
Akati aburuka pagomo, vanhu vazhinji zhinji vakamutevera.