Matthew 8:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jesu akati kumukuru wezana: Enda, uitirwe pawakatenda napo. Muranda wake akapora neŋguʋa iyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jesu akati kumukuru wezana, “Enda! Zvichaitika sokutenda kwawaita.” Muranda wake akabva apora panguva iyoyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kumutungamiri wezana, “Chienda zvako ngazviitike sokutenda kwako.” Muranda uya akabva apora panguva iyoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jesu akati kumukuru wezana, “Enda uitirwe sokutenda kwako.” Muranda wake akapora nenguva iyo.
Shona 2009?
Zvino Jesu akati kumukuru wezana, enda, uitirwe sezvawakatenda. Muranda wake akapora nenguva iyo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jesu akati kumukuru wezana, “Enda uitirwe sokutenda kwako.” Muranda wake akapora nenguva iyo.