Matthew 8:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu, wakati aciʋona ʋanhu ʋazhinji ʋakamukomba, akaraira kuti ʋayambukire mhiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati aona vanhu vazhinji vakamukomberedza akarayira kuti vayambuke vaende kune rimwe divi regungwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu, paakaona gungano guru ravanhu vakanga vamuunganira akati, ngatiyambukei mhiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu, akati achiona vanhu vazhinji vakamukomba, akaraira kuti vayambukire mhiri.
Shona 2009?
Jesu wakati achivona chaunga chikuru chakamukomba, akaraira kuti vabve vaende mhiri.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu, akati achiona vanhu vazhinji vakamukomba, akaraira kuti vayambukire mhiri.