Matthew 8:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mumŋe munyori akaʋuya akati kwaari: Mudzidzisi, ndicakuteʋerai kwose kwamunoenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mumwe mudzidzisi womurayiro akauya kwaari akati, “Mudzidzisi, ndichakuteverai kwose kwamunoenda.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imwe nyanzvi yomutemo yakauya ikati kwaari, “Mudzidzisi ini ndinoda kukuteverai kose zvako kwamunoenda.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mumwe munyori akauya akati kwaari, “Mudzidzisi, ndichakuteverai kwose kwamunoenda.”
Shona 2009?
Zvino mumwe munyori akavuya akati kwaari: Mudzidzisi ndichakuteverai kose kwamunoenda.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mumwe munyori akauya akati kwaari, “Mudzidzisi, ndichakuteverai kwose kwamunoenda.”