Matthew 8:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati kwaari: Mhuŋgubge dzinemŋena, neshiri dzokuɗeŋga dzinamatendere: asi Mŋanakomana womunhu haana‐paaŋgatsamidza musoro wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akapindura achiti, “Makava ane mwena yawo, shiri dzina matendere adzo, asi Mwanakomana woMunhu haana paangatsamidza musoro wake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwaari, “Makava ana maguru, shiri dzedenga dzina matendere; asi Mwanakomana womunhu haana pokutsamira musoro wake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati kwaari, “Makava ana mawena, neshiri dzokudenga dzina matendere; asi Mwanakomana womunhu haana paangatsamidza musoro wake.”
Shona 2009?
Zvino Jesu akati kwaari: Mhungubwe dzine mwena, neshiri dzokudenga matendere; asi Mwanakomana womunhu haana paangatsamhidza musoro.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati kwaari, “Makava ana mwena, neshiri dzokudenga dzina matendere; asi Mwanakomana womunhu haana paangatsamidza musoro wake.”