Matthew 8:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe waʋadzidzi akati kwaari: Ishe, nditenderei henyu, ndimbondoʋiga ɓaɓa ʋaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwewo mudzidzi akati, “Ishe chimboregai nditange ndambonoviga baba vangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwewo akanga ari mudzidzi wake, akati kwaari, “Tenzi regai nditange ndambondoviga baba vangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe wavadzidzi akati kwaari, “Ishe, nditenderei henyu, ndimbondoviga baba vangu.”
Shona 2009?
Mumwe wavadzidzi vake akati kwaari: Ishe, ndiregei nditange ndambonoviga baba vangu.
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe wavadzidzi akati kwaari, “Ishe, nditenderei henyu, ndimbondoviga baba vangu.”