Matthew 8:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakaɗanidzira, ʋaciti: Tinemhaka yeiko nemi, Mŋanakomana waMŋari? Maʋuya pano kuzotirwadzisa, ŋguʋa isati yaȿika here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakadanidzira vachiti, “Munodeiko kwatiri, Mwanakomana waMwari? Mauya kuzotirwadzisa here iyo nguva yakatarwa isati yasvika?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakabva vazhamba vachiti, “Unei nesu, Mwanakomana waMwari. Wauya kuzotirwadzisa here nguva isati yasvika.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakadanidzira, vachiti, “Tinemhaka yeiko nemi, Mwanakomana waMwari? Mauya pano kuzotitambudza, nguva isati yasvika here?”
Shona 2009?
Zvino tarira vakadanidzira vachiti: Tineiko nemwi, Jesu, Mwanakomana waMwari? Mavuya pano kuzotitambudza nguva isati yasvika here?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakadanidzira, vachiti, “Tinemhaka yeiko nemi, Mwanakomana waMwari? Mauya pano kuzotitambudza, nguva isati yasvika here?”