Matthew 8:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya yakaipa ikakumbira ɀikuru kwaari, iciti: Kana mucitiɓuɗisa, mutitumire kuɓoka reŋguruʋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madhimoni akakumbirisa Jesu achiti, “Kana mukatidzinga, titumirei muboka renguruve.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mweya yakaipa iya yakamukumbira kuti kana watidzinga, tidzingire mudanga renguruve.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya yakaipa ikakumbira zvikuru kwaari, ichiti, “Kana muchitibudisa, mutitumire kuboka renguruve.”
Shona 2009?
Mweya yakaipa ikamukumbirisa ichiti: Kana muchitibudisa, titenderei kuti tiende tinopinda muboka renguruve.
Shona SUB 2002 Bible
Mweya yakaipa ikakumbira zvikuru kwaari, ichiti, “Kana muchitibudisa, mutitumire kuboka renguruve.”