Matthew 8:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino guta rose rikaɓuɗa kundosoŋgana naJesu; ʋakati ʋacimuʋona, ʋakakumbira ɀikuru kwaari kuti abve munyika yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo guta rose rakabuda rikandosangana naJesu. Uye vakati vamuona, vakamukumbirisa kuti abve munyika yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hero guta rose rakabuda kundosangana naJesu. Pavakamuona vakamukumbira kuti abve zvake munharaunda yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino guta rose rikabuda kundosangana naJesu; vakati vachimuona, vakakumbira zvikuru kwaari kuti abve munyika yavo.
Shona 2009?
Zvino tarira, guta rose rakabuda kundosangana naJesu; vakati vamuvona, vakakumbira zvikuru kwaari kuti abve pamiganhu yavo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino guta rose rikabuda kundosangana naJesu; vakati vachimuona, vakakumbira zvikuru kwaari kuti abve munyika yavo.