Matthew 8:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati kwaari: Tarira, usaʋudza munhu; asi enda, uɀiratidze kumuprista, uɓayire cipo cakarairwa naMosesi, ciʋe capupu kwaʋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jesu akati kwaari, “Ona kuti hapana waunotaurira uye ugopa chipo chakarayirwa naMozisi sechapupu kwavari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwaari, “Usawane waunotaurira. Asi enda undozviratidza kumupristi upire chipo chakatemwa naMosesi, kuti chive chapupu chako kuvanhu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati kwaari, “Tarira, usaudza munhu; asi enda, uzviratidze kumupristi, ubayire chipo chakarairwa naMosesi, chive chapupu kwavari.”
Shona 2009?
Zvino Jesu akati kwaari: Vona kuti usavudza munhu asi enda unozviratidza kumuprista, ubayire chipo chakarairwa naMozisi chive chapupu kwavari.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati kwaari, “Tarira, usaudza munhu; asi enda, uzviratidze kumupristi, ubayire chipo chakarairwa naMosesi, chive chapupu kwavari.”