Matthew 8:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati apinda Kapernaume, mumŋe mukuru wezana akaʋuya kwaari, akakumbira ɀikuru kwaari,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati apinda muKapenaume, mukuru wezana akauya kwaari achikumbira rubatsiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakapinda muKapenaumu, mumwe mukuru wezana ramasoja akauya kwaari achimuteterera
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati apinda Kapenaume, mumwe mukuru wezana akauya kwaari, akakumbira zvikuru kwaari,
Shona 2009?
Zvino Jesu wakati apinda Kapenaume, kwakauya kwaari mumwe mukuru wezana, achimukumbirisa,
Shona SUB 2002 Bible
Akati apinda Kapenaume, mumwe mukuru wezana akauya kwaari, akakumbira zvikuru kwaari,