Matthew 8:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
aciti: Ishe, muranda waŋgu uʋete kumba, akafa mitezo, asi unotambudzika kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akasvikoti, “Ishe, muranda wangu arere kumba, akafa mitezo, uye ari kurwadziwa zvikuru.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
achiti, “Tenzi muranda wangu arere kumba; mitezo yake yatonhora uye ari kurwadziwa zvakanyanya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
achiti, “Ishe, muranda wangu avete kumba, akafa mitezo, asi anotambudzika kwazvo.”
Shona 2009?
achiti: Ishe, muranda wangu uvete kumba, murwere wakafa mutezo, unotambudzika kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
achiti, “Ishe, muranda wangu avete kumba, akafa mitezo, asi anotambudzika kwazvo.”