Matthew 9:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaFarise ʋaciɀiʋona, ʋakati kuʋadzidzi ʋake: Mudzidzisi wenyu unodyireiko naʋateresi naʋatadzi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaFarisi vakati vaona izvi, vakabvunza vadzidzi vake vachiti, “Sei mudzidzisi wenyu achidya navateresi navatadzi?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaFarisei pavakazviona vakati kuna vadzidzi vake, “Sei mudzidzisi wenyu achidya navateresi navatadzi?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaFarisi vachizviona, vakati kuvadzidzi vake, “Mudzidzisi wenyu anodyireiko navateresi navatadzi?”
Shona 2009?
Zvino vaFarisi vachi\add zvi\add*vona, vakati kuvadzidzi vake: Mudzidzisi wenyu unodyireiko navateresi navatadzi?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino VaFarisi vachizviona, vakati kuvadzidzi vake, “Mudzidzisi wenyu anodyireiko navateresi navatadzi?”