Matthew 9:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋanhu ʋazhinji ʋakati ʋaɓuɗiswa, akapinda, akaɓata ruʋoko rwake, musikana ndokumuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mokunge vanhu vazhinji ava vabudiswa panze, akapinda uye akasvikobata mwanasikana uya ruoko achibva amuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikwata chavanhu pachakaburitswa, Jesu akapinda akamubata ruoko. Musikana ndokubva amuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vanhu vazhinji vakati vabudiswa, akapinda, akabata ruoko rwake, musikana ndokumuka.
Shona 2009?
Asi ruzhinji rwakati rwabudiswa, akapinda, akamubata ruvoko, musikana ndokumuka.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vanhu vazhinji vakati vabudiswa, akapinda, akabata ruoko rwake, musikana ndokumuka.