Matthew 9:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya wakaipa ukati waɓuɗiswa, mbeʋeʋe ikataura; ʋanhu ʋazhinji ʋakashamiswa, ʋakati: Hakuna‐kumboʋonekwa ɀakaɗai pakati paʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhimoni rakati radzingwa, munhu uya akanga ari mbeveve akataura. Vanhu vazhinji vakashamiswa uye vakati, “Zvakadai hazvisati zvamboonekwa muIsraeri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mweya wakaipa pawakaburitswa, mbeveve iya yakataura. Gungano rakashamiswa richiti, “Hakuna kumboonekwa zvakadai muIsiraeri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya wakaipa ukati wabudiswa, mbeveve ikataura; vanhu vazhinji vakashamiswa, vakati, “Hakuna kumboonekwa zvakadai pakati pavaIsiraeri.”
Shona 2009?
Zvino mweya wakaipa wakati wabudiswa, mbeveve ikataura; chaunga chikashamiswa chikati: Hakuna kumbovonekwa zvakadai pakati pavaIsraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Mweya wakaipa ukati wabudiswa, mbeveve ikataura; vanhu vazhinji vakashamiswa, vakati, “Hakuna kumboonekwa zvakadai pakati paVaIsiraeri.”