Matthew 9:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋaFarise ʋakati: Unoɓuɗisa mŋeya yakaipa nomukuru wemŋeya yakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vaFarisi vakati, “Anodzinga madhimoni nomukuru wamadhimoni.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vaFarisei vakati, “Anodzinga mweya yakaipa nesimba rejinda roMweya yakaipa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vaFarisi vakati, “Anobudisa mweya yakaipa nomukuru wemweya yakaipa.”
Shona 2009?
Asi vaFarisi vakati: Unobudisa mweya yakaipa namambo wemweya yakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi VaFarisi vakati, “Anobudisa mweya yakaipa nomukuru wemweya yakaipa.”