Matthew 9:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti cinyiko cakareruka, kuti: Wakaŋganwirwa ɀiʋi ɀako, kana kuti: Simuka, ufambe?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndezvipi zvakareruka, kuti, ‘Zvivi zvako waregererwa,’ kana kuti, ‘Simuka ufambe’?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko chakareruka ndechipi kuti, ‘Zvitadzo zvako zvaregererwa.’ Kana kuti, ‘Simuka ufambe?’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti chinyiko chakareruka, kuti, ‘Wakaregererwa zvivi zvako,’ kana kuti, ‘Simuka, ufambe?’
Shona 2009?
Nokuti chinyiko chakareruka, kuti: Wakangamwirwa zvivi zvako; kana kuti: Simuka ufambe?
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Chiiko chakareruka, kuti, ‘Waregererwa zvivi zvako,’ kana kuti, ‘Simuka, ufambe?’