Micah 1:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Inzwai imi marudzi aʋanhu, imi mose; terera iwe nyika, neɀose ɀiri’mo; Ishe Jehova ŋgaakupupurirei, iye Ishe ari mutembere yake tȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Inzwai, imi marudzi avanhu, imi mose, teerera, iwe nyika navose vari mauri, kuti Ishe Jehovha achakupai mhosva, Jehovha ari mutemberi yake tsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Teererai munzwe, imi marudzi avanhu, mose zvenyu. Inzwa unzwe iwe nyika nazvose zviri mauri, rega Tenzi Mwari ave ndiye anokuroverera, iye Tenzi wokuNzvimbo yake Inoera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Inzwai imi marudzi avanhu, imi mose; teerera iwe nyika, nezvose zvirimo; Ishe Jehovha ngaakupupurirei, iye Ishe ari mutemberi yake tsvene.
Shona 2009?
"Inzwai imwi marudzi avanhu, imwi mose; teerera iwe nyika, nezvose zvirimo; Ishe Jehovha ngaakupupurirei, iye Ishe ari mutemberi yake tsvene.
Shona SUB 2002 Bible
“Inzwai imi marudzi avanhu, imi mose; teerera iwe nyika, nezvose zvirimo; Ishe Jehovha ngaakupupurirei, iye Ishe ari mutemberi yake tsvene.