Micah 2:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu ari’po, unofambira mhepo nenhema, unoreʋa nhema aciti: Ndicakuprofitera ɀewaini neɀinonwiwa ɀinoɓata, ndiye ucaʋa muprofita waʋanhu aʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana munyepi nomunyengeri akauya oti, ‘Ndichakuprofitirai waini zhinji nedoro,’ iyeyu achava muprofita wavanhu ava!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana munhu akafamba zvake achitaura mwando zvawo enhema achiti, ‘Regai ndikutaurirei kuti waini nedoro zvichabooka,’ iyeyo ndiye angatova zvake ava muporofita wavanhu ava.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu aripo, anofambira mhepo nenhema, anoreva nhema achiti, ‘Ndichakuporofitera zvewaini nezvinonwiwa zvinobata,’ ndiye achava muporofita wavanhu ava.
Shona 2009?
Kana munhu aripo, anofambira mhepo nenhema, anoreva nhema achiti, `Ndichakuporofitira zvewaini nezvinomwiwa zvinobata,' ndiye achava muporofita wavanhu ava.
Shona SUB 2002 Bible
Kana munhu aripo, anofambira mhepo nenhema, anoreva nhema achiti, ‘Ndichakuporofitira zvewaini nezvinonwiwa zvinodhaka,’ ndiye achava muporofita wavanhu ava.