Micah 2:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka iwe ucashaiwa munhu unokukandira rwonzi rwokuyera nhaka yako paʋuŋgano yaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo muchashayiwa munhu kana mumwe, muungano yaJehovha, kuti agove nyika nemijenya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka ipapo mugungano raTenzi, munenge musisina munhu anokupimirai migove yenyu netambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Saka iwe uchashaiwa munhu anokukandira rwonzi rwokuyera nhaka yako paungano yaJehovha.
Shona 2009?
"Saka iwe uchashaiwa munhu anokukandira rwonzi rwokuyera nhaka yako paungano yaJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
“Saka iwe uchashaiwa munhu anokukandira tambo yokuyera nhaka yako paungano yaJehovha.