Micah 2:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nhai imi munonzi imba yaJakobo, Mŋeya waJehova wafupiswa here? Ndiwo maɓasa ake here? Ko mashoko aŋgu haaŋgaitiri ɀakanaka unofamba nokururama here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvingataurwe here, nhai imi imba yaJakobho kuti: “Ko, mweya waJehovha watsamwa here? Iye anoita zvinhu zvakadaro here?” “Ko, mashoko angu haaiti zvakanaka here kuno uyo ane nzira dzake dzakarurama?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imba yokwaJakobho ingapinde rushambwa nhai? Tenzi haasisina mwoyo murefu here? Ndiwo maitiro ake here? Handiti ndinototaura zvakanaka kune vanotevedza ururami?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nhai imi munonzi imba yaJakobho, Mweya waJehovha wafupiswa here? Ndiwo mabasa ake here? Ko mashoko angu haangaitiri zvakanaka anofamba nokururama here?
Shona 2009?
Nhai imwi munonzi imba yaJakobho, Mweya waJehovha wafupiswa here? Ndiwo mabasa ake here? Ko mashoko angu haangaitiri zvakanaka anofamba nokururama here?
Shona SUB 2002 Bible
Nhai imi munonzi imba yaJakobho, Mweya waJehovha wafupiswa here? Ndiwo mabasa ake here? Ko mashoko angu haangaitiri zvakanaka anofamba nokururama here?