Micah 2:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi mazuʋa ano ʋanhu ʋaŋgu ʋakandimukira somuʋeŋgi; munobvisa jasi paŋguʋo dzaʋanopfuʋura haʋo norugare ʋasiŋgaɗi kurwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mazuva ano vanhu vangu vakandimukira somuvengi. Munobvisa majasi anokosha pana avo vanopfuura musina kana hanya, savarume vodzoka kubva kuhondo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi ndimi matova mhandu yacho kuvanhu vangu munobvutira munhu asina mhaka batye rake, munhu anenge avarairwa achiti hapana chinouya kwaari momupa nhamo yokunge ari muhondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi mazuva ano vanhu vangu vakandimukira somuvengi; munobvisa jasi panguo dzavanopfuura havo norugare vasingadi kurwa.
Shona 2009?
"Asi mazuva ano vanhu vangu vakandimukira somuvengi; munobvisa jasi panguvo dzavanopfuura havo norugare vasingadi kurwa.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi mazuva ano vanhu vangu vakandimukira somuvengi; munobvisa jasi panguo dzavanopfuura havo norugare vasingadi kurwa.