Micah 3:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iyemi, munoʋeŋga ɀakanaka, muciɗa ɀakaipa, munoviya ʋanhu ganda raʋo, mucibvambura nyama yaʋo pamafupa aʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
imi munovenga zvakanaka muchida zvakaipa; munofunura ganda pamapfupa;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi munovenga zvakanaka muchida zvakaipa, munovhiya vanhu vangu ganda muchivamwaura nyama pamapfupa avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iyemi, munovenga zvakanaka, muchida zvakaipa, munovhiya vanhu ganda ravo, muchibvambura nyama yavo pamapfupa avo;
Shona 2009?
Iyemi, munovenga zvakanaka, muchida zvakaipa, munovhiya vanhu ganda ravo, muchibvambura nyama yavo pamapfupa avo;
Shona SUB 2002 Bible
Iyemi, munovenga zvakanaka, muchida zvakaipa, munovhiya vanhu ganda ravo, muchibvambura nyama yavo pamapfupa avo;