Micah 3:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo mucaȿikirwa noʋusiku, kuti murege kuʋa necamunoʋona; mucaʋa nerima, kuti murege kuʋuka; zuʋa ricaʋirira ʋaprofita, ciedza camasikati cicaʋaȿiɓira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo usiku huchauya pamusoro pako, pasina zviratidzo, nerima, pasina kuuka. Zuva richavirira vaprofita, uye masikati achavasvibira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nezvo kwamuri, zvokuona zviratidzo izvozvo, huchava usiku zvahwo. Muchava murima, zvokushopera pasisina. Vaporofita, zuva richavadokera, zuva richasviba kwavari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo muchasvikirwa nousiku, kuti murege kuva nechamunoona; muchava nerima, kuti murege kuuka; zuva richavirira vaporofita, chiedza chamasikati chichavasvibira.
Shona 2009?
Naizvozvo muchasvikirwa nousiku, kuti murege kuva nechamunoona; muchava nerima, kuti murege kuuka; zuva richavirira vaporofita, chiedza chamasikati chichavasvibira.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo muchasvikirwa nousiku, kuti murege kuva nechamunoona; muchava nerima, kuti murege kuuka; zuva richavirira vaporofita, chiedza chamasikati chichavasvibira.