Micah 3:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaʋoni ʋacanyadziswa, naʋaʋuki ʋacakaŋganiswa; ɀirokwaɀo, ʋose ʋacafumbira ndebvu dzaʋo, nokuti hakunemhinduro inobva kunaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaoni vachanyadziswa uye vauki vachanyadziswa. Vachafukidza zviso zvavo nokuti hakuna mhinduro inobva kuna Jehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaoni vachafumurwa, vanoshopera vachanyadziswa. Vachati kapu kubata muromo nokuti mhinduro kuna Mwari panenge pasisina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vaoni vachanyadziswa, navauki vachakanganiswa; zvirokwazvo, vose vachapfumbira ndebvu dzavo, nokuti hakune mhinduro inobva kuna Mwari.
Shona 2009?
Vaoni vachanyadziswa, navauki vachakanganiswa; zvirokwazvo, vose vachapfumbira ndebvu dzavo, nokuti hakune mhinduro inobva kuna Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Vaoni vachanyadziswa, navauki vachakanganiswa; zvirokwazvo, vose vachapfumbira ndebvu dzavo, nokuti hakuna mhinduro inobva kuna Mwari.