Micah 3:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cinzwai henyu cinhu ici, imi ʋakuru ʋeimba yaJakobo, naʋaɓati ʋeimba yaIsraeri, iyemi, munosema kururamisa, nokuminamisa ɀose ɀakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Inzwai izvi, imi vatungamiri veimba yaJakobho, imi vatongi veimba yaIsraeri, munozvidza kururamisira uye munominamisa zvose zvakanaka;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinzwai izvi, imi vatungamiri vemba yokwaJakobho nemi vatongi vemba yokwaIsiraeri. Munovenga ruenzaniso, uye zvose zvinenge zviri pamwero muchizviminamisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chinzwai henyu chinhu ichi, imi vakuru veimba yaJakobho, navabati veimba yaIsiraeri, iyemi, munosema kururamisa, nokuminamisa zvose zvakarurama.
Shona 2009?
Chinzwai henyu chinhu ichi, imwi vakuru veimba yaJakobho, navabati viemba munosema kururamisa, nokuminamisa zvose zvakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Chinzwai henyu chinhu ichi, imi vakuru veimba yaJakobho, navabati veimba yaIsiraeri, iyemi, munosema ruenzaniso, nokuminamisa zvose zvakarurama.