Micah 4:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino munoɗanidzireiko? Hakunamambo pakati penyu here, gota renyu raparara here, ɀamaɓatwa nokurwadziwa sokwomukadzi unosurumuka?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sei muchiridza mhere iye zvino, hamuna mambo here? Gota renyu raparara here zvokuti kurwadza kwakubatai sekwomukadzi anosununguka?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino chii chaizvo chaunobongomorera kudai? Asi mauri hamuna mambo here? Jinda rako raparara here kubva warwadzwa kudai somukadzi arwadziwa napamuviri?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino munodanidzireiko? Hakuna mambo pakati penyu here, gota renyu raparara here, zvamabatwa nokurwadziwa sokwomukadzi anosurumuka?
Shona 2009?
Zvino munodanidzireiko? Hakuna mambo pakati penyu here, gota renyu raparara here, zvamabatwa nokurwadziwa sokomukadzi anosurumuka?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino munodanidzireiko? Hakuna mambo pakati penyu here, chipangamazano wenyu aparara here, zvamabatwa nokurwadziwa sokwomukadzi anosununguka?