Micah 5:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mucafanira kuʋuŋgana makaita mapoka, iwe mukunda wamapoka; muʋeŋgi wakatikomba, ʋacaroʋa mutoŋgi waIsraeri netȿimbo paɗama rake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Unganidza mauto ako, iwe guta ramauto, nokuti takombwa nomuvengi. Vacharova mutongi waIsraeri padama netsvimbo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ronganisa hondo dzako iwe guta rehondo dzavarwi nokuti watokombwa iwe. Vacharova mutongi weIsiraeri neshamhu padama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino muchafanira kuungana makaita mapoka, iwe mukunda wamapoka; muvengi wakatikomba, vacharova mutongi waIsiraeri netsvimbo padama rake.
Shona 2009?
"Zvino muchafanira kuungana makaita mapoka, iwe mukunda wamapoka; muvengi wakatikomba, vacharova mutongi waIsiraeri netsvimbo padama rake.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino muchafanira kuungana makaita mapoka, iwe mukunda wamapoka; muvengi wakatikomba, vacharova mutongi waIsiraeri netsvimbo padama rake.