Micah 5:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nezuʋa iro — ndiɀo ɀinotaura Jehova — ndicaparadza mabiza enyu pakati penyu, nokuputsa ŋgoro dzenyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Pazuva iro,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “ndichaparadza mabhiza enyu pakati penyu uye ndichapwanya ngoro dzenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pazuva iroro, ndizvo zviri kutaura Tenzi, pakati penyu ndichauraya mabhiza enyu ndichiparadza ngoro dzenyu dzehondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino nezuva iro ndizvo zvinotaura Jehovha ndichaparadza mabhiza enyu pakati penyu, nokuputsa ngoro dzenyu;
Shona 2009?
"Zvino nezuva iro ndizvo zvinotaura Jehovha ndichaparadza mabhiza enyu pakati penyu, nokuputsa ngoro dzenyu;
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino nezuva iro ndizvo zvinotaura Jehovha ndichaparadza mabhiza enyu pakati penyu, nokuputsa ngoro dzenyu;