Micah 5:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndicaparadza mifananidzo yenyu yakaʋezwa neshoŋgwe dzenyu pakati penyu; hamuŋgazonamati maɓasa amaʋoko enyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaparadza zvifananidzo zvenyu zvakavezwa neshongwe dzenyu pakati penyu; hamuchazokotamiri kubasa ramaoko enyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye ndichaparadza mukati menyu zvifananidzo zvenyu zvamabwe zvokunamata, hauchazokotamirazve kunamata zvinhu zvamakagadzira imi namaoko enyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndichaparadza mifananidzo yenyu yakavezwa neshongwe dzenyu pakati penyu; hamungazonamati mabasa amaoko enyu;
Shona 2009?
ndichaparadza mifananidzo yenyu yakavezwa neshongwe dzenyu pakati penyu; hamungazonamati mabasa amaoko enyu;
Shona SUB 2002 Bible
ndichaparadza mifananidzo yenyu yakavezwa neshongwe dzenyu pakati penyu; hamungazonamati mabasa amaoko enyu;