Micah 5:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndicadzura miti yenyu yakatsaurwa pakati penyu, ndicaparadza maguta enyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichadzura kubva pakati penyu matanda aAshera uye ndichaparadza maguta enyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichadzipura mukati menyu zvifananidzo zvokunamata zvinomiririra Ashera nokuparadza maguta ako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndichadzura miti yenyu yakatsaurwa pakati penyu, ndichaparadza maguta enyu.
Shona 2009?
ndichadzura miti yenyu yakatsaurwa pakati penyu, ndichaparadza maguta enyu.
Shona SUB 2002 Bible
ndichadzura miti yenyu yakatsaurwa pakati penyu, ndichaparadza maguta enyu.