Micah 6:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka neni ʋo ndakakuroʋai ʋaŋga rakaipa kwaɀo; ndakakuitai ɗoŋgo nokuɗa kweɀiʋi ɀenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo, ndatotanga kukuparadzai, kukuitai dongo nokuda kwezvivi zvenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokusaka iniwo ndava kukurwadzisai nokukurovai ndichikuita dongo reguta pamusana pezvitadzo zvenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka neniwo ndakakurovai vanga rakaipa kwazvo; ndakakuitai dongo nokuda kwezvivi zvenyu.
Shona 2009?
Saka neniwo ndakakurovai vanga rakaipa kwazvo; ndakakuitai dongo nokuda kwezvivi zvenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Saka neniwo ndakakurovai vanga rakaipa kwazvo; ndakakuitai dongo nokuda kwezvivi zvenyu.