Micah 6:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mucadya, asi hamuŋgaguti, kushoʋorwa kwenyu kucaʋa pakati penyu; mucabvisa nhumbi dzenyu, asi hamuŋgadziceŋgeti, idzo dzamunoceŋgeta, ndicadziparadzisa nomunondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muchadya asi hamungaguti: dumbu renyu richaramba risina chinhu. Muchaisa mudura asi mugoshaya zvamachengeta, nokuti zvamunounganidza ndichazviparadza nomunondo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi muchadya asi kuguta musingaguti, muchabata paura nenzara. Muchapfundiridza zvinhu asi zvisingachengeteki. Zvamunenge makwanisa kuchengetedza ndichazviparadzisa nehondo yebakatwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muchadya, asi hamungaguti, kushoorwa kwenyu kuchava pakati penyu; muchabvisa nhumbi dzenyu, asi hamungadzichengeti, idzo dzamunochengeta, ndichadziparadzisa nomunondo.
Shona 2009?
Muchadya, asi hamungaguti, kushoorwa kwenyu kuchava pakati penyu; muchabvisa nhumbi dzenyu, asi hamungadzichengeti, idzo dzamunochengeta, ndichadziparadzisa nomunondo.
Shona SUB 2002 Bible
Muchadya, asi hamungaguti, kushoorwa kwenyu kuchava pakati penyu; muchabvisa nhumbi dzenyu, asi hamungadzichengeti, idzo dzamunochengeta, ndichadziparadzisa nomunondo.