Micah 6:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Inzwi raJehova rinoɗana kuguta, wakacenjera ucatya zita renyu; tererai shamhu, nowakairaira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Teererai! Jehovha anodanidzira kuguta, uye kutya zita renyu ndihwo uchenjeri: “Chenjererai shamhu naIye akaituma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izwi raTenzi rinodaidzira kuguta rino, zvino ungwaru chaihwo zvokutya zita renyu, “Chinzwai, imi dzinza negungano romuguta muno.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Izwi raJehovha rinodana kuguta, akachenjera achatya zita renyu; teererai shamhu, nowakairaira.
Shona 2009?
"Izwi raJehovha rinodana kuguta, akachenjera achatya zita renyu; teererai shamhu, nowakairaira.
Shona SUB 2002 Bible
“Izwi raJehovha rinodana kuguta, akachenjera achatya zita renyu; teererai shamhu, nowakairaira.